Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

ƲaEfeso 1:3-8

ƲaEfeso 1:3-8 SUB1949

Ŋgaaʋoŋgwe Mŋari naƂaɓa ʋaShe weɗu Jesu Kristu, wakatiropafadza nokuropafadza kwose kwoMŋeya, kuɗeŋga munaKristu, seɀaakatisanaŋgura maari nyika isati yaʋambga, kuti tiʋe ʋatȿene ʋasinemhoȿa pamberi pake muruɗo; akatitemera kare, kuti naJesu Kristu tiitwe ʋanakomana ʋake, seɀaakafadzwa pakuɗa kwake, kuti kunaka kukuru kwenyasha dzake dzaakaŋgotipa hake muMuɗikanwa wake, kurumbidzwe; uyo watinedzikinuro maari neropa rake, iko kukaŋganwirwa kwokuɗarika kweɗu, nokuwanda kwenyasha dzake; dzaakawanza kwatiri nokucenjera kwose nokuziʋa

Verenga chikamu ƲaEfeso 1

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neƲaEfeso 1:3-8