Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Muparidzi 3:1-6

Muparidzi 3:1-6 SUB1949

Cinhu cimŋe necimŋe cinomusi waco, ʋuye shoko rimŋe nerimŋe pasi peɗeŋga rineŋguʋa yaro: Ŋguʋa yokuɓerekwa, neŋguʋa yokufa; ŋguʋa yokusima, neŋguʋa yokudzura cakasimŋa; ŋguʋa yokuʋuraya, neŋguʋa yokuporesa; ŋguʋa yokuputsa, neŋguʋa yokuʋaka; ŋguʋa yokucema, neŋguʋa yokuseka; ŋguʋa yokuwuŋgudza, neŋguʋa yokupembera; ŋguʋa yokurasha mabge, neŋguʋa yokuʋuŋganidza mabge; ŋguʋa yokumbundikira, neŋguʋa yokurega kumbundikira; ŋguʋa yokutȿaka, neŋguʋa yokurega ɀirashike; ŋguʋa yokuceŋgeta, neŋguʋa yokurasha

Verenga chikamu Muparidzi 3