Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Deuteronomio 5:9-10

Deuteronomio 5:9-10 SUB1949

Usafugamira iɀoɀo, kana kuɀishumira; nokuti ini Jehova Mŋari wako, ndiri Mŋari unegoɗo; ndinoroʋa ʋana nokuɗa kweɀiʋi ɀamadziɓaɓa aʋo, kuȿikira kurudzi rwecitatu norwecinna rwaʋanondiʋeŋga; ndiciitira nyasha ʋaneɀuru ɀamazana ʋanondiɗa, ʋanoceŋgeta mirairo yaŋgu.