Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Deuteronomio 5:13-14

Deuteronomio 5:13-14 SUB1949

Uɓate mazuʋa matanhatu, uite maɓasa ako ose. Asi zuʋa recinomŋe isaɓata raJehova Mŋari wako; usatoŋgoɓata maɓasa naro, iwe, kana mŋanakomana wako, kana mŋanasikana wako, kana muranda wako, kana murandakadzi wako, kana ŋombe yako, kana mboŋgoro yako, kana cimŋe ceɀipfuwo ɀako, kana mŋeni wako uri mukati mamasuʋo ako; kuti muranda wako nomurandakadzi wako ʋazorore sewe.