Kana munhu acaŋgowana mukadzi, haafaniri kuenda kuhondo, kana kuɓatiswa rimŋe ɓasa; unofanira kugara kumusha gore rimŋe akasunuŋguka, kuti afadze mukadzi wake waakawana.
Verenga chikamu Deuteronomio 24
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Deuteronomio 24:5
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo