Kana ukaɓuɗa kundorwa naʋaʋeŋgi ʋako, ukaʋona mabiza, neŋgoro, naʋanhu ʋakawanda kupfuʋura iwe, usaʋatya; nokuti Jehova Mŋari wako unewe, iye wakakuɓuɗisa panyika yeEgipita.
Verenga chikamu Deuteronomio 20
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Deuteronomio 20:1
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
YouVersion inoshandisa macookies kugadzirisa mashandisiro ako. Nekushandisa webhusaiti yedu, unobvuma kushandisa kwedu macookies sekutsanangurwa kwazvakaitwa mu Mutemo wedu weZvakavanzika
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo