Musatsaura ʋanhu pakutoŋga kwenyu; munofanira kuterera muɗuku nomukuru nomutoʋo mumŋe; musatya munhu; nokuti kutoŋga ndokwaMŋari; asi kana kunemhaka yamusiŋgagoni, muʋuye nayo kwandiri kuti ndiinzwe.
Verenga chikamu Deuteronomio 1
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Deuteronomio 1:17
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo