Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Danieri 3:29

Danieri 3:29 SUB1949

Naiɀoɀo ndinotema cireʋo, kuti ʋanhu ʋose namarudzi ose namarimi ose, ʋanotaura ɀisino‐kufanira pamsoro paMŋari waShadraki naMeshaki naAbedi‐nego, ʋatemŋe‐temŋe, nedzimba dzaʋo dziitwe maturunhuru; nokuti hakuno‐mumŋe mŋari unogona kurwira saiɀoɀo.

Verenga chikamu Danieri 3

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neDanieri 3:29