Ʋudzai Arkipo, muti: Tarira ɓasa rawakapiwa naShe, kuti uripedzise kwaɀo. Ndiko kukwazisa kwaŋgu, ini Pauro, noruʋoko rwaŋgu. Raŋgarirai kusuŋgwa kwaŋgu. Nyasha ŋgadziʋe nemi.
Verenga chikamu ƲaKorose 4
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: ƲaKorose 4:17-18
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo