Sauro wakaŋga acitenda kuʋurawa kwake. Ɀino neŋguʋa iyo kereke yapaJerusarema yakatambudzwa ɀikuru, ʋakaparadzirwa ʋose kunyika yeJudea neSamaria, ʋakasara ʋaapostora ɓedzi. Ʋarume ʋakarurama ʋakaʋiga Stefano, ʋakamucema ɀikuru. Ɀino Sauro akaparadza kereke, acipinda mudzimba dzose, acikakata ʋarume naʋakadzi, nokuʋaisa mutoroŋgo.
Verenga chikamu Maɓasa Aʋaapostora 8
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Maɓasa Aʋaapostora 8:1-3
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo