Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Maɓasa Aʋaapostora 3:3-6

Maɓasa Aʋaapostora 3:3-6 SUB1949

Iye wakati aciʋona Petro naJohane ʋoɗa kupinda mutembere, akakumbira kuti apiwe cipo. Ɀino Petro akamutarisisa, naJohane ʋo, akati: Titarire. Akaʋatarira, aciti ndicapiwa cinhu naʋo. Asi Petro akati: Sirveri nendarama handina; asi candinaco ndinokupa: Nezita raJesu weNazareta, cifamba.

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neMaɓasa Aʋaapostora 3:3-6