Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Maɓasa Aʋaapostora 21:5

Maɓasa Aʋaapostora 21:5 SUB1949

Ɀino takati tapedza’po mazuʋa, tikabva, tikaenda; iʋo ʋose, naʋakadzi naʋana, ʋakatiperekedza kuȿikira taɓuɗa paguta; ipapo tikafugama pamhenderekedzo, tikanyeŋgetera.