Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Maɓasa Aʋaapostora 2:3-4

Maɓasa Aʋaapostora 2:3-4 SUB1949

Ʋakaʋona ʋo ndimi dziciparadzana, dzineŋge dzomŋoto; ndokumhara pamusoro womumŋe nomumŋe waʋo. Ʋose ʋakazadzwa noMŋeya Mutȿene, ʋakataŋga kutaura nedzimŋe ndimi, paʋakapiwa napo noMŋeya kureʋa.