Maɓasa Aʋaapostora 14:21-22
Maɓasa Aʋaapostora 14:21-22 SUB1949
Ʋakati ʋaparidza Evaŋgeri paguta iro, ʋakaita ʋadzidzi ʋazhinji, ndokudzokera Ristra, neIkonio, neAntiokia, ʋacisimbisa mŋeya yaʋadzidzi, ʋaciʋaraira kuti ʋatsuŋgirire pakutenda, ʋaciti, tinofanira kupinda ʋushe bgaMŋari namaɗambudziko mazhinji.