Wakamuteʋera wakaŋga ari Shama mŋanakomana waAgee, muHarari. ƲaFiristia ʋakaŋga ʋaʋuŋgana paRehi, pakaŋga paneɓindu renyemba; ʋanhu ʋakatiza ʋaFiristia. Asi iye wakamira pakati peɓindu, akarirwira, akaʋuraya ʋaFiristia; Jehova akaʋakundisa kwaɀo.
Verenga chikamu II Samueri 23
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: II Samueri 23:11-12
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo