ɀino ʋaridzi ʋehwamanda, naʋaimbi, ʋakati ʋaciita mawa, ʋaciita nenzwi rimŋe ʋacirumbidza nokuʋoŋga Jehova; ʋakati ʋaciimbisa pamŋe cete nehwamanda, namakandira, neɀokuridzisa naɀo, ʋacirumbidza Jehova, ʋaciti: Nokuti wakanaka; nokuti nyasha dzake dzinogara nokusiŋgaperi; ipapo imba yakazara negore, iyo imba yaJehova; naiɀoɀo ʋaprista ʋakaŋga ʋasiŋgagoni kumira paɓasa nokuɗa kwegore; nokuti kubginya kwaJehova kwakazadza imba yaMŋari.
Verenga chikamu II Makoronike 5
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: II Makoronike 5:13-14
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo