akaɓuɗa kundosoŋgana naAsa, akati kwaari: Nditererei imi, Asa naʋaJuda naʋaBenjamini mose; Jehova unemi, kana imi munaye; kana mukamutȿaka, ucawanikwa nemi; asi kana mukamurasha, iye ucakurashai ʋo.
Verenga chikamu II Makoronike 15
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: II Makoronike 15:2
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo