Nokuti kana ticitenda kuti Jesu wakafa, akamuka ɀe, saiɀoɀo ʋo aʋo ʋakaʋata munaJesu, Mŋari ucaʋaʋuyisa pamŋe cete naye. Nokuti tinokuʋudzai neshoko raShe, kuti isu ʋapenyu, ʋakasara kuȿikira pakuʋuya kwaShe, hatiŋgatoŋgotaŋgiri ʋakaʋata. Nokuti Ishe amene ucaɓuruka kuɗeŋga nokuɗanidzira, nenzwi romutumŋa mukuru, nehwamanda yaMŋari; ʋakafa munaKristu ʋacataŋga kumuka; ɀino isu ʋapenyu, ʋakasara, ticatorwa pamŋe cete naʋo mumakore, kuti ticiŋgamidze Ishe muɗeŋga; naiɀoɀo ticaʋa naShe ŋguʋa dzose. Naiɀoɀo nyaradzanai namashoko awa.
Verenga chikamu I ƲaTesaronika 4
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: I ƲaTesaronika 4:14-18
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo