Naiɀoɀo ɀininipisei pasi poruʋoko runesimba rwaMŋari, kuti akukudzei neŋguʋa yakafanira; kandirai pamsoro pake kufuŋganya kwenyu kwose, nokuti iye unokuceŋgetai. Ȿinurai, murinde; muʋeŋgi wenyu Diaborosi, unofamba‐famba seshumba inorira, icitȿaka waiŋgaparadza.
Verenga chikamu I Petro 5
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: I Petro 5:6-8
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo