Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

I Madzimambo 18:21

I Madzimambo 18:21 SUB1949

Ɀino Eria akasweɗera kuʋanhu ʋose, akati: Mucaramba mucifuŋga mifuŋgo miʋiri kuȿikira riniko? Kana Jehova ari Mŋari, mumuteʋere, kana ari Baari, mumuteʋere iye. Asi ʋanhu haʋana‐kupindura shoko rimŋe.