Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

I ƲaKorinte 16:17-18

I ƲaKorinte 16:17-18 SUB1949

Ndinofara nokuʋuya kwaStefana, naFortunato, naAkaiako; nokuti iʋo ʋakandiitira ɀamakaŋga musiŋgagoni kuita imi. Nokuti ʋakazorodza mŋeya waŋgu nowenyu; naiɀoɀo kudzai ʋakaɗaro.