Ʋanakomana ʋaPerezi: Hezroni naHamuri. Ʋanakomana ʋaZera: Zimri, naEtani, naHemani, naKarkori, naDara; ʋose ʋari ʋashanu. Ʋanakomana ʋaKarmi: Akari, mutambudzi waIsraeri, wakatadza pacinhu cakaŋga cakayeriswa. Ʋanakomana ʋaEtani: Azaria. Ʋanakomana ʋo ʋaHezroni, ʋaakaɓerekerwa: Jerameeri, naRami, naKerubai. Rami akaɓereka Aminadabi, Aminadabi akaɓereka Nashoni, mucinda waʋana ʋaJuda; Nashoni akaɓereka Sarma, Sarma akaɓereka Boazi; Boazi akaɓereka Obedi, Obedi akaɓereka Jese
Verenga chikamu I Makoronike 2
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: I Makoronike 2:5-12
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo