1
Mapisarema 58:11
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Ipapo vanhu vachati, “Zvirokwazvo vakarurama vachiri kungowana mubayiro; zvirokwazvo Mwari ariko anotonga nyika.”
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 58:3
Kunyange kubvira pakuberekwa, vakaipa vanofamba mukutsauka; kubva mudumbu ramai, vakaipa uye vanoreva nhema.
3
Mapisarema 58:1-2
Ko, imi vatongi munotaura mukururama here? Munotonga pakati pavanhu nokururamisira here? Kwete, munofunga kusaruramisira mumwoyo menyu, uye maoko enyu anomanikidza panyika.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo