1
Mapisarema 50:14-15
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
“Bayirai zvibayiro zvokuvonga kuna Mwari, zadzisai zvamakapikira Wokumusoro-soro, uye mudane kwandiri pazuva rokutambudzika; ndichakurwirai, uye imi muchandikudza.”
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 50:10-11
nokuti mhuka dzose dzesango ndedzangu, nemombe pamakomo chiuru. Ndinoziva shiri dzose dziri mumakomo, uye zvisikwa zvose zvesango ndezvangu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo