1
Zvirevo 27:17
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Simbi inorodza simbi, saizvozvowo mumwe munhu anorodza mumwe.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Zvirevo 27:1
Usazvirumbidza pamusoro pezuva ramangwana, nokuti hauzivi zvingauyiswa nezuva.
3
Zvirevo 27:6
Maronda okukuvadzwa neshamwari anogamuchirika, asi kutsvoda kwomuvengi kunonyengera.
4
Zvirevo 27:19
Sezvo mvura ichiratidza chiso, saizvozvowo mwoyo womunhu unoratidza munhu.
5
Zvirevo 27:2
Rega mumwe akurumbidze, kwete muromo wako; mumwe munhuwo zvake, kwete miromo yako iwe.
6
Zvirevo 27:5
Kutsiurwa pachena kuri nani pane rudo rwakavanzika.
7
Zvirevo 27:15
Mudzimai anokakavara akafanana nemvura inoramba ichidonha-donha mushure mokunge kwanaya
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo