Hezvinoi zvamunofanira kuita:
“Tauriranai chokwadi.
Mumatare enyu, tongai zviri pachokwadi
muite zvinouyisa rugare.
“Kandai pasi zvokurongerana
mano akaipa mumwoyo,
murege kuda mhiko dzenhema
nokuti zvose izvozvi ini ndinozvivenga.
Ndizvo zviri kutaura TENZI.”