1
Nziyo 22:1
Bhaibhiri Idzva rechiShona
Mwari wangu, Mwari wangu mandisiireiko; muri kure kure seiko pakundibatsira uye kumazwi okugomera kwangu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Nziyo 22:5
Vakachema kwamuri vakanunurwa vakavimba nemi vakasanyadziswa.
3
Nziyo 22:27-28
Nyika dzapasi pano dzicharangarira dzigodzokera kuna TENZI mhuri dzose dzamarudzi avanhu dzigwadame pamberi penyu nokuti umambo ndohwaTENZI uye anotonga pamusoro pevechirudzi.
4
Nziyo 22:18
Vari kugoverana zvavo zvipfeko zvangu; hanzu dzangu varikutodziitira chin'ange.
5
Nziyo 22:31
zvichauyawo zvigoparidza ururami hwake kuvanhu vachatozozvarwa kuti, “TENZI akazviita.”
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo