1
Jeremiya 37:17
Bhaibhiri Idzva rechiShona
mambo Zedhekiya akatuma vanhu kundomutora ndokubva amugamuchira. Mambo akamubvunza muchivande mumuzinda make kuti, “Pane shoko rabva kuna Tenzi here?” Jeremiya akati, “Hongu riripo.” Akabva ati, “Imimi muchaiswa mumaoko amambo weBhabhironi.”
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Jeremiya 37:15
Machinda akabva apengera Jeremiya nehasha, vakamurova vakamuisa mujeri mumba yomunyori, Jonatani nokuti yakanga yaitwa jeri.
3
Jeremiya 37:2
Asi iye kana makurukota ake navanhu venyika havana kuteerera zvakataurwa naTenzi nomuromo womuporofita Jeremiya.
4
Jeremiya 37:9
Zvanzi naTenzi musazvifurire henyu muchizviti, ‘VaKaridhea havachambofa vakatsika kwatiri kuno,’ nokuti havasi kuzorega kuuya kuno.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo