1
Jeremiya 33:3
Bhaibhiri Idzva rechiShona
“Daidzirai kwandiri ndinokupindurai ndichikuudzai zvinhu zvikuru zvakavanzika zvamusati mamboziva.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Jeremiya 33:6-7
Chionai, ndichariwanisa utano nokuriporesa uye ndichavarapa ndichivaonesa kubudirira chaiko kwakanyanya nokuchengetedzeka. Ndichachinja utapwa hwevokwaJudha noutapwa hwevokwaIsiraeri, ndichavavaka kuti vaite sezvavaiva pakutanga.
3
Jeremiya 33:8
Ndichavachenura kuuipi hwavo hwose hwavakanditadzira nahwo ndigovaregerera uipi hwavo hwose hwavakanditadzira nahwo nokundipandukira kwavo.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo