Kunyange zvake akanga ari
zvimwechetezvo naMwari,
haana kuti ndoramba ndakangoomerana
nokuenzana naMwari ikoko.
Asi akazvidurura zvokuzvikwengura iye pachake
akatora chimiro chomuranda
akaberekwa akangoitawo zvakangoita vanhu.
Ava munhu kudaro akazvidukupisa
akateerera kudzamara pakufa,
rufu rwomuchinjikwa.