Zvanzi naTenzi, “Ngwazi ngairege kuzvikudza noungwaru hwayo, gamba rehondo rikande pasi zvokuzvitutumadza nougamba hwaro mupfumi ngaarege kuzvibhebhesa noupfumi hwake. Asi kutoti munhu anenge achizvipa mbiri ngaazvirumbidzire kuti anenge achindinzwisisa uye achindiziva kuti
“Ini ndini Tenzi
ndinoita panyika mwoyochena
noruenzaniso nokururama
nokuti izvozvi izvi ndozvandinofarira
ndizvo zviri kutaura Tenzi.