1
Mapisarema 8:4
Shona Bible 1949, revised 2002
Munhu chinyiko, zvamunomufunga? NoMwanakomana womunhu zvamunomushanyira?
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 8:3
Kana ndichicherekedza denga renyu rose, iro basa reminwe yenyu, Mwedzi nenyeredzi zvamakarongedza
3
Mapisarema 8:5-6
Nokuti makamuita muduku zvishoma kuna Mwari, Makamushongedza korona yokubwinya nokukudzwa. Makamubatisa ushe hwamabasa amaoko enyu; Makaisa zvose pasi petsoka dzake.
4
Mapisarema 8:9
Haiwa Jehovha, Ishe wedu, Zita renyu rakaisvonaka sei panyika yose!
5
Mapisarema 8:1
Haiwa Jehovha, Ishe wedu, Zita renyu rakaisvonaka sei panyika yose! Makaisa umambo hwenyu kudenga.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo