1
Joshua 24:15
Shona Bible 1949, revised 2002
Kana kuchiti zvakaipa kushumira Jehovha, zvitsaurirei nhasi wamunoda kushumira, kana vamwari vaishumirwa namadzibaba enyu mhiri kwoRwizi, kana vamwari vavaAmori vamugere munyika yavo; asi kana ndirini naveimba yangu tichashumira Jehovha.”
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Joshua 24:14
“Naizvozvo ityai Jehovha, zvino, mumushumirei nomwoyo wose nezvokwadi; rashai vamwari vaishumira namadzibaba enyu mhiri kwoRwizi napaIjipiti, imi mushumire Jehovha.
3
Joshua 24:16
Ipapo vanhu vakapindura vakati, “Mwari atibatsire, kuti tirege kurasha Jehovha tichishumira vamwe vamwari.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo