1
Joshua 23:14
Shona Bible 1949, revised 2002
“Tarirai, nhasi ini ndoenda nenzira yenyika yose; zvino imi munoziva mumwoyo yenyu yose nomumweya yenyu yose, kuti hapana chinhu chimwe pazvose zvakanaka zvakataurwa pamusoro penyu naJehovha Mwari wenyu, chakakona.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Joshua 23:11
Naizvozvo chenjerai kuti mude Jehovha Mwari wenyu.
3
Joshua 23:10
Munhu mumwe kwamuri uchadzinga vanhu vane chiuru chezana, nokuti Jehovha Mwari wenyu ndiye unokurwirai, sezvakakuudzai.
4
Joshua 23:8
asi namatirai Jehovha Mwari wenyu, sezvamakaita kusvikira nhasi.
5
Joshua 23:6
Naizvozvo simbai kwazvo kuti muchengete nokuita zvose zvakanyorwa mubhuku yomurayiro waMosesi, murege kutsauka kwazviri kana kurudyi kana kuruboshwe
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo