1
Jobho 14:7
Shona Bible 1949, revised 2002
Nokuti kana muti uchinge watemwa, kune tariro kuti uchabudazve, Uye kuti davi rawo nyoro haringaperi.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Jobho 14:5
Mazuva ake zvaakatarwa, mwedzi yake yakaverengwa nemi, Makamutarira miganho yaasingatenderwi kudarika
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo