Jobho 14:7
Jobho 14:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvawo muti, une chitarisiro, ukatemwa unotungirazve. Madungirwa awo haashaiki.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 14Jobho 14:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Asi kumuti kune tariro: Kana ukatemwa, unobukirazve, uye mabukira awo matsva haasvavi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 14Jobho 14:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti kana muti uchinge watemwa, kune tariro kuti uchabudazve, Uye kuti davi rawo nyoro haringaperi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 14