1
Jeremiya 19:15
Shona Bible 1949, revised 2002
“Zvanzi naJehovha wehondo, Mwari waIsiraeri, ‘Tarirai, ndichauyisa pamusoro peguta rino napamusoro pemisha yaro yose, zvakaipa zvose zvandakataura pamusoro paro; nokuti vakaomesa mitsipa yavo, kuti varege kunzwa mashoko angu.’ ”
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Jeremiya 19:5
vakavaka nzvimbo dzakakwirira dzaBhaari, kuti vapisire Bhaari vanakomana vavo pamoto zvive zvipiriso zvinomupisirwa; izvo, zvandisina kuvaraira, kana kuzvitaura, zvandisina kufunga mumwoyo mangu.’
3
Jeremiya 19:4
Nokuti vakandisiya, vakashandura nzvimbo ino, vakapisirapo zvinonhuwira kuna vamwe vamwari vavakanga vasingazivi, ivo namadzibaba avo namadzimambo aJudha, vakazadza nzvimbo ino neropa ravasina mhosva
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo