1
VaHebheru 8:12
Shona Bible 1949, revised 2002
Nokuti ndichava nengoni nokusarurama kwavo, Nezvivi zvavo handichazozvirangariri.”
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
VaHebheru 8:10
Nokuti ndiyo sungano yandichaita nemhuri yaIsiraeri Kana mazuva iwayo apfuura, ndizvo zvinotaura Ishe; Ndichaisa mirayiro yangu pakufunga kwavo, Napamwoyo yavo ndichainyora, Ndichava Mwari wavo, Ivo vachava vanhu vangu
3
VaHebheru 8:11
Mumwe nomumwe haangazodzidzisi wokwake, Kana mumwe nomumwe hama yake, ichiti, ‘Ziva Ishe;’ Nokuti vose vachandiziva, Kubva kumuduku kusvikira kumukuru pakati pavo.
4
VaHebheru 8:8
Nokuti anovapa mhosva, achiti, “Tarirai, mazuva anouya, ndizvo zvinotaura Ishe, Andichaita nawo sungano itsva neimba yaIsiraeri, uye neimba yaJudha
5
VaHebheru 8:1
Zvino, shoko guru panaizvozvo zvatataura, ndiro kuti: Tino mupristi mukuru akadai akagara kurudyi rwechigaro choushe choUmambo kudenga
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo