1
Amosi 5:24
Shona Bible 1949, revised 2002
Asi kururamisa ngakuyerere semvura, uye kururama sorwizi runongoramba ruchidira.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Amosi 5:14
Tsvakai zvakanaka, murege kutsvaka zvakaipa, kuti murarame, ipapo Jehovha, Mwari wehondo achava nemi, sezvamunoreva.
3
Amosi 5:15
Vengai zvakaipa, mude zvakanaka, mururamisire vanhu musuo; zvimwe Jehovha, iye Mwari wehondo, achanzwira nyasha vakasara vaJosefa.
4
Amosi 5:4
Nokuti zvanzi naIshe Jehovha kuimba yaIsiraeri, “Nditsvakei, murarame
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo