1
1 Makoronike 4:10
Shona Bible 1949, revised 2002
Jabhezi akadana kuna Mwari waIsiraeri, akati, “Haiwa, dai muchindiropafadza henyu, nokukurisa nyika yangu, nokundifambisa noruoko rwenyu, nokundichengeta kune zvakaipa, kuti zvirege kundiwira!” Mwari akamupa zvaakakumbira.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
1 Makoronike 4:9
Jabhezi akakudzwa kukunda vanun'una vake, mai vake vakamutumidza zita rinonzi Jabhezi, vachiti, “Nokuti ndakamubereka ndichitambudzika.”
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo