1
Zekaria 6:12
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
utaure naye, uciti: Ɀanzi naJehova wehondo: Tarira, murume unezita rinonzi Ƌaʋi; iye ucakura panɀimbo yake, iye ucaʋaka tembere yaJehova
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Zekaria 6:13
ndiye ucaʋaka tembere yaJehova; iye ucaʋa noʋumambo, ʋuye ucagara pacigaro cake aciɓata ʋushe; ucaʋa muprista pacigaro cake coʋushe; raŋgano yorugare icaʋa pakati paʋo iʋo ʋaʋiri.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo