1
ƲaRoma 15:13
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mŋari wetariro ŋgaakuzadzei nomufaro wose norugare pakutenda kwenyu, kuti muʋe netariro yakawandisa, nesimba roMŋeya Mutȿene.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
ƲaRoma 15:4
Nokuti ɀose ɀakanyorwa kare, ɀakanyorwa kuti isu tidzidze kuti tiʋe netariro inobva pakutsuŋgirira napakunyaradza kwaMagwaro.
3
ƲaRoma 15:5-6
Ɀino Mŋari wokutsuŋgirira nowokunyaradza ŋgaakupei mŋoyo mumŋe pakati penyu, seɀinoɗa Kristu Jesu; kuti mukudze Mŋari, Ƃaɓa ʋaShe weɗu Jesu Kristu, nomŋoyo mumŋe ʋuye nomuromo mumŋe.
4
ƲaRoma 15:7
Saka gamuciranai, Kristu seɀaakatigamucira, kuti Mŋari akudzwe.
5
ƲaRoma 15:2
Mumŋe nomumŋe weɗu ŋgaafadze wokwake paneɀakanaka ɀinosimbisa.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo