1
Ɀakazarurwa 5:9
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaimba rwiyo rutȿa, ʋaciti: Ndimi makafanira kuti mutore buku nokuzarura ɀisimbiso ɀayo; nokuti makaɓayiwa, mukateŋgera Mŋari neropa renyu ʋanhu ʋanobva kumarudzi ose, nendimi dzose, naʋanhu ʋose, nendudzi dzose
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Ɀakazarurwa 5:12
ʋaciti nenzwi guru: Gwaiana rakaɓayiwa rakafanira kuti riʋigirwe ʋushe, nefuma, nokucenjera, nesimba, nokukudzwa, nokubginya, nokurumbidzwa.
3
Ɀakazarurwa 5:10
mukaʋaitira Mŋari weɗu, kuti ʋaʋe ʋushe naʋaprista, ʋaɓate ʋushe panyika.
4
Ɀakazarurwa 5:13
Ndikanzwa ɀisikwa ɀipenyu ɀose ɀiri kuɗeŋga, napanyika, neɀiri pasi penyika, napaguŋgwa, neɀose ɀiri mukati maɀo, ɀiciti: Kurumbidzwa, nokukudzwa, nokubginya, nesimba ŋgaɀiʋe kunaiye ugere pamsoro pecigaro coʋushe, nokuGwaiana nokusiŋgaperi‐peri.
5
Ɀakazarurwa 5:5
Ɀino mumŋe waƲakuru akati kwandiri; Usacema hako, tarira, shumba yorudzi rwaJuda, Mudzi waDavidi, yakakunda kuti izarure buku neɀisimbiso ɀayo ɀinomŋe.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo