1
Ɀakazarurwa 3:20
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarira, ndimire pamukoʋa, ndicigogodza; kana munhu akanzwa inzwi raŋgu, akazarura mukoʋa, ndicapinda kwaari, ndicarayira naye, naiye neni.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Ɀakazarurwa 3:15-16
Ndinoziʋa maɓasa ako, kuti hautonhori kana kupisa. Ƌai ucitonhora kana kupisa. Ɀino ɀaunodziya, usiŋgatonhori kana kupisa, ndicakuȿiȿina mumuromo maŋgu.
3
Ɀakazarurwa 3:19
Ʋose ʋandinoɗa ndinoʋaraŋga nokuʋaroʋa; naiɀoɀo shiŋgaira utendeʋuke.
4
Ɀakazarurwa 3:8
Ndinoziʋa maɓasa ako, (tarira, ndakaisa pamberi pako mukoʋa wakazaruka, hakuna‐uŋgagona kuupfiga), kuti unesimba shoma hako; wakaceŋgeta shoko raŋgu, ukasaramba zita raŋgu.
5
Ɀakazarurwa 3:21
Unokunda ndicamupa cinhu ici, kuti agare neni pacigaro caŋgu coʋushe, seni ʋo ndakakunda, ndikagara pamŋe cete naƂaɓa ʋaŋgu pacigaro caʋo coʋushe.
6
Ɀakazarurwa 3:17
Nokuti unoti, ndakafuma, ndakafumiswa, handishaiwi cinhu; usiŋgaziʋi, kuti ndiwe unoʋurombo nenhamo, uri murombo neɓofu usine‐cokufuka.
7
Ɀakazarurwa 3:10
Ɀawakaceŋgeta shoko rokutsuŋgirira kwaŋgu, ndicakuceŋgeta ʋo paŋguʋa yokuidzwa yoɗo‐kuʋuya panyika yose, kuidza ʋanogara panyika.
8
Ɀakazarurwa 3:11
Ndinokurumidza kuʋuya; ɓatisisa ico caunaco, kuti urege kutorerwa korona yako.
9
Ɀakazarurwa 3:2
Pepuka, usimbise iɀo ɀakasara, ɀakaŋga ɀoɗo‐kufa; nokuti handina‐kuwana maɓasa ako kuti akakwana pamberi paMŋari waŋgu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo