1
Ɀakazarurwa 1:8
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndini Arfa neOmega, ndiɀo ɀinoreʋa Ishe Mŋari, uri’po, wakaŋga ari’po, noucazoʋa’po, wamasimba ose.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Ɀakazarurwa 1:18
naiye Mupenyu; ndakaŋga ndafa, tarira, ndiri mupenyu nokusiŋgaperi‐peri; ndinekiyi dzorufu neHadesi.
3
Ɀakazarurwa 1:3
Wakaropafadzwa uyo unoraʋa, naʋanonzwa mashoko okuprofita, ʋaciceŋgeta ɀakanyorwa imomo, nokuti ŋguʋa yaʋa pedyo.
4
Ɀakazarurwa 1:17
Ndakati ndicimuʋona, ndikawira pasi patsoka dzake sendineŋge ndafa; akaisa ruʋoko rwake rworudyi pamsoro paŋgu, akati: Usatya, ndini wokutaŋga nowokupedzisira
5
Ɀakazarurwa 1:7
Tarirai, unoʋuya namakore, meso ose acamuʋona, naiʋo ʋakamuɓaya; marudzi ose enyika acamucema. Hoŋo, Ameni.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo