1
Mapisarema 92:12-13
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakarurama ucamera somucindwe; Ucakura somusidari paRebanoni. Ʋakasimŋa mumba maJehova Ʋacakura muʋazhe dzaMŋari weɗu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 92:14-15
Ʋacaramba ʋaciɓereka ɀiɓereko pakukwegura kwaʋo; Ʋacaʋa ʋanyoro naʋatȿa; Kuti ʋaparidze kuti Jehova wakarurama; Ndiye ɗombo raŋgu, hapanecinhu cisina‐kururama maari.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo