1
Mapisarema 91:2
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicati pamsoro paJehova: Ndiye ʋutiziro bgaŋgu nenhare yaŋgu; Iye Mŋari waŋgu, wandinoʋimba naye.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 91:1
Uyo ugere panɀimbo yokuʋanda yoWokumsoro‐soro Ucarambira pamumvuri woWamasimba‐ose.
3
Mapisarema 91:15
Iye ucaɗana kwandiri, ndicamupindura; Ini ndicaʋa naye pakutambudzika; Ndicamurwira, nokumukudza.
4
Mapisarema 91:11
Nokuti iye ucaraira ʋatumŋa ʋake pamsoro pako, Kuti ʋakuceŋgete panzira dzako dzose.
5
Mapisarema 91:4
Iye ucakufukidza nemhineŋga yake, Ucatizira pasi pamapapiro ake; Ɀokwaɗi yake inhoʋo huru neɗuku.
6
Mapisarema 91:9-10
Nokuti imi Jehova, muri ʋutiziro bgaŋgu! Iwe wakaita Wokumsoro‐soro ʋugaro bgako. Hapana cakaipa ciŋgakuwira, Ʋuye hapanehosha icasweɗera patente rako.
7
Mapisarema 91:3
Nokuti iye ucakurwira parugombe rwomuteyi weshiri, Napahosha inoʋuraya ɀikuru.
8
Mapisarema 91:7
Kurutiʋi rwako kucawa ʋanegumi ramazana, Nezana ramazana paruʋoko rwako rworudyi; Asi haɀiŋgasweɗeri kwauri.
9
Mapisarema 91:5-6
Hauŋgatyi cinhu cinovundusa ʋusiku, Kana museʋe unofurwa masikati; Kana hosha inofamba murima, Kana kuparadza kunoʋuraya masikati.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo