Ini ndakaɗana kwamuri, nokuti mucandipindura, imi Mŋari;
Rerekerai nzeʋe dzenyu kwandiri, munzwe kutaura kwaŋgu.
Ratidzai ʋunyoro bgenyu ʋunoshamisa, imi, munoponesa ʋanoʋimba nemi,
Imi munoponesa noruʋoko rwenyu rworudyi, aʋa ʋanoʋimba nemi
Kunaʋanoʋamukira simba.