Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 17:6-7

Mapisarema 17:6-7 SUB1949

Ini ndakaɗana kwamuri, nokuti mucandipindura, imi Mŋari; Rerekerai nzeʋe dzenyu kwandiri, munzwe kutaura kwaŋgu. Ratidzai ʋunyoro bgenyu ʋunoshamisa, imi, munoponesa ʋanoʋimba nemi, Imi munoponesa noruʋoko rwenyu rworudyi, aʋa ʋanoʋimba nemi Kunaʋanoʋamukira simba.