1
Mapisarema 142:5
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakaɗanidzira kwamuri, Jehova; Ndakati: Ndimi ʋutiziro bgaŋgu, Nomugoʋe waŋgu panyika yaʋapenyu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 142:7
Ƃuɗisai mŋeya waŋgu patoroŋgo, kuti ndiʋoŋge zita renyu; Ʋakarurama ʋacandipoteredza; Nokuti mucandiitira ɀakanaka kwaɀo.
3
Mapisarema 142:3
Paŋguʋa yokumanikidzwa kwomŋeya waŋgu mukati maŋgu, makaziʋa nzira yaŋgu. Panzira yandinofamba nayo ʋakandiʋanzira musuŋgo.
4
Mapisarema 142:1
Ndinoɗanidzira nenzwi raŋgu kunaJehova; Nenzwi raŋgu ndinonyeŋgetera kunaJehova.
5
Mapisarema 142:6
Tererai kuɗanidzira kwaŋgu; nokuti ndinoshaiwa simba kwaɀo; Ndirwirei panaʋanonditambudza; nokuti ʋanondikurira nesimba.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo